Sentence |
---|
Akazopfuurira mberi nezvidzidzo zvepamusoro paMidlands State University achiita Telecommunications.. |
Apa pashandiswa simba rokukanda chacho chiri kushandiswa kutema nokuzamurira pachinhu chiri kutemwa. |
Basa (Job, employment) zvinotaura shishi inoitwa muhushangazhi vanhu vachishandira kubhadharwa mari. |
Bhaibheri muna Isaiah 18:1-2 rinotaura pamusoro pevanhu vaiva kumhiri kwenzi dzeEthiopia richiti, ". |
Buwa (Section of crowd or whole people) zvinoreva chikamu cheboka revanhu kana kuti boka racho rose. |
Chimbuzi (toilet, latrine) imba inoshandiswa senzvimbo yokurasa tsvina kana mutundo unobuda pamunhu. |
Chiro chisingatevedzi mutemo kana mutowo wokufamba nawo chinongonzi chisina murayiranwa - irregular. |
Dimbu njee rakafanana nekuti 1/2, 8/5, 4/7 rakaumbwa rine nhamba izere pamusoro nenhamba izere pasi. |
Gumbapamwe (System) rinoreva kubatanidzwa pamwe munzvimbo imwe kwezvinhu zvine ukama huri kutarirwa. |
Gungwa (Sea, Ocean) - iri izwi rinoreva nzvimbo dzakakurusa dzinochengeta mvura yakawanda ine munyu. |
This subsection shows sentences of a fixed length of 100 characters. Everything is analogous to subsection 4.1.1.
4.1.1 Shortest sentences
4.1.2 Sentences of fixed length I
4.1.3 Sentences of fixed length II
4.1.5 Longest sentences